Proverbs 23:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwa, iwe mŋanakomana waŋgu, ucenjere, Ururamisire mŋoyo wako munzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Teerera, mwanakomana wangu, ugova nouchenjeri, uye uchengete mwoyo wako panzira yakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Teerera mwanangu, iva munhu akangwara ururamise mwoyo wako mugwara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwa, iwe mwanakomana wangu, uchenjere, Ururamise mwoyo wako munzira.
Shona 2009?
Inzwa, iwe mwanakomana wangu, uchenjere, Ururamise moyo wako munzira.
Shona SUB 2002 Bible
Inzwa, iwe mwanakomana wangu, uchenjere, Ururamise mwoyo wako munzira.