Proverbs 23:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃaɓa ʋowakarurama ʋacafara kwaɀo; Ʋuye wakaɓereka mŋana wakacenjera, ucafadzwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Baba vomunhu akarurama vane mufaro mukuru; uyo ane mwanakomana akachenjera anofadzwa naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba womururami achafara zvisina akamboona. Anobereka mwana mungwaru achafadzwa naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Baba vovakarurama vachafara kwazvo; Uye akabereka mwana akachenjera, achafadzwa naye.
Shona 2009?
Baba vovakarurama vachafara kwazvo; Uye akabereka mwana akachenjera, achafadzwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
Baba vovakarurama vachafara kwazvo; Uye akabereka mwana akachenjera, achafadzwa naye.