Proverbs 23:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waŋgu, ndipe mŋoyo wako; Meso ako ŋgaafarire nzira dzaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana wangu, ndipe mwoyo wako uye meso ako ngaanan'anidze nzira dzangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanangu isa mwoyo wako kwandiri maziso ako aongorore zvandinoita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana wangu, ndipe mwoyo wako; Meso ako ngaafarire nzira dzangu.
Shona 2009?
Mwanakomana wangu, ndipe moyo wako; Meso ako ngaafarire nzira dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana wangu, ndipe mwoyo wako; Meso ako ngaafarire nzira dzangu.