Proverbs 23:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiani unoti: Haiwa! Ndiani unoti: Maiwe! Ndiani unokukakaʋara? Ndiani unokucema? Ndiani unamaʋaŋga pasinemhaka? Ndiani unameso akatȿuka?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani ane nhamo? Ndiani akasuwa? Ndiani anokakavara? Ndiani anonyunyuta? Ndiani ane mavanga pasina mhaka? Ndiani ane meso akatsvuka?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani chaizvo ane jambwa? Ndiani munhu wenhamo? Ndiani wokushupika? Ndiani anopopota? Ndiani ane mavanga aasingazivi kwaakabva nako? Ndiani anotsvukisa maziso?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiani anoti, “Haiwa!” Ndiani, anoti, “Maiwe! Ndiani anokukakavara? Ndiani anokuchema? Ndiani ano mavanga pasina mhaka? Ndiani ana meso akatsvuka?”
Shona 2009?
Ndiani anoti, "Haiwa!" Ndiani, anoti, "Maiwe! Ndiani anokukakavara? Ndiani anokuchema? Ndiani anemavanga pasina mhaka? Ndiani ane meso akatsvuka?"
Shona SUB 2002 Bible
Ndiani anoti, “Haiwa!” Ndiani, anoti, “Maiwe! Ndiani anokukakavara? Ndiani anokuchema? Ndiani ano mavanga pasina mhaka? Ndiani ana meso akatsvuka?”