Proverbs 23:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋanogarisa pawaini; Iʋo ʋanondotȿaka waini yakaveŋganiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaya vanogara pawaini, vanoenda kundoravira makate ewaini yakavenganiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndavana mubvadzasukwa vane kamwoyo kokuda kuravira waini yakaitwa mvenge.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vanogarisa pawaini; Ivo vanondotsvaka waini yavhenganiswa.
Shona 2009?
Ndivo vanogarisa pawaini; Ivo vanondotsvaka waini yavhenganiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vanogarisa pawaini; Ivo vanondotsvaka waini yavhenganiswa.