Proverbs 23:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucati: Ʋakandiroʋa, asi handinakurwadziwa; Ʋakandiroʋa, asi handina‐kuɀinzwa; Ndicapepuka riniko? Ipapo ndicandoitȿaka ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchati, “Vakandirova, asi handina kukuvara! Vakandirova asi handina kuzvinzwa! Ndichamuka rinhiko kuti ndigotsvakazve waini?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchati, “Vakandirova asi handina kukuvara vakandirakasha kurova asi handina kuzvinzwa ndichamuka rinhi ndinoda kutonwazve.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchati, “Vakandirova, asi handina kurwadziwa, Vakandirova, asi handina kuzvinzwa; Ndichapepuka riniko? Ipapo ndichandoitsvakazve.”
Shona 2009?
Uchati, "Vakandirova, asi handina kurwadziwa, Vakandirova, asi handina kuzvinzwa; Ndichapepuka rinhiko? Ipapo ndichandoitsvakazve.
Shona SUB 2002 Bible
Uchati, “Vakandirova, asi handina kurwadziwa, Vakandirova, asi handina kuzvinzwa; Ndichapepuka rinhiko? Ipapo ndichandoitsvakazve.”