Proverbs 23:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaɀinetsa kuwana fuma; Rega ʋucenjeri bgako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usazvionza nokuda kuwana pfuma; iva nouchenjeri hunoita kuti uzvibate.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usazviuraye nebasa kuti uwane upfumi iva noungwaru wombozororawo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usazvinetsa kuwana pfuma; Rega huchenjeri hwako.
Shona 2009?
Usazvinetsa kuwana fuma; Rega huchenjeri hwako.
Shona SUB 2002 Bible
Usazvinetsa kuwana pfuma; Rega huchenjeri hwako.