Proverbs 23:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usadya ɀokudya ɀomunhu unoruciʋa; Kana kupaŋga ɀinozipa ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usadya zvokudya zvomunhu anonyima, kana kupanga zvokudya zvake zvinonaka;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usadye chokudya chomunhu anonyima, usadokwairire machikichori ake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usadya zvokudya zvomunhu anoruchiva; Kana kupanga zvinozipa zvake.
Shona 2009?
Usadya zvokudya zvomunhu anoruchiva; Kana kupanga zvinozipa zvake.
Shona SUB 2002 Bible
Usadya zvokudya zvomunhu ano ruchiva; Kana kupanga zvinozipa zvake.