Proverbs 24:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waŋgu, idya ʋuci, nokuti bgakanaka; Nomuȿi, unozipa, pamukanwa wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Idya uchi, mwanakomana wangu, nokuti hwakanaka; uchi hunobva pazinga hunozipa parurimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanangu idya uchi nokuti hwakanaka musvi weuchi unotapira kuhudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana wangu, idya uchi, nokuti hwakanaka; Nomusvi unozipa pamukanwa wako.
Shona 2009?
Mwanakomana wangu, idya uchi, nokuti hwakanaka; Nomusvi unozipa pamukamwa wako.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana wangu, idya uchi, nokuti hwakanaka; Nomusvi unozipa pamukanwa wako.