Proverbs 24:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaʋona kuti ndiɀo ɀicaita ʋucenjeri kumŋeya wako; Kana waʋuwana, muɓairo ucaʋa’po, Neɀawakatarira haɀiŋgaparadzwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uzivewo zvakare kuti uchenjeri hunozipa kumweya wako; kana wahuwana, ramangwana rako rine tariro, uye tariro yako haingaparari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ziva kuti ungwaru hwakaita sei kwauri, ukahuhwana une upenyu mune ramangwana chitarisiro chako hachiparare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchaona kuti ndizvo zvichaita uchenjeri kumweya wako; Kana wahuwana, mubayiro uchavapo, Nezvakatarira hazvingaparadzwi.
Shona 2009?
Uchaona kuti ndizvo zvichaita uchenjeri kumweya wako; Kana wahuwana, mubayiro uchavapo, Nezvawakatarira hazvingaparadzwi.
Shona SUB 2002 Bible
Uchaona kuti ndizvo zvichaita uchenjeri kumweya wako; Kana wahuwana, mubairo uchavapo, Nezvakatarira hazvingaparadzwi.