Proverbs 24:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀireʋo iɀi ʋo ɀakabva kunaʋakacenjera: Kutsaura ʋanhu pakutoŋga haɀina‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izviwo zvirevo zvomuchenjeri: Kuita rusaruro mukutonga hakuna kunaka:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzino idzi dzimwe tsumo dzinobva kuvangwaru: Kutonga norusaruro hakuna kunaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirevo izviwo zvakabva kuna vakachenjera, Kutsaura vanhu pakutonga hazvina kunaka.
Shona 2009?
Zvirevo izviwo zvakabva kuna vakachenjera, Kutsaura vanhu pakutonga hazvina kunaka
Shona SUB 2002 Bible
Zvirevo izviwo zvakabva kuna vakachenjera, Kutsaura vanhu pakutonga hazvina kunaka.