Proverbs 24:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usati: Seɀaakandiitira, ndiɀo ɀandicamuitira ʋo; Ndicaripira munhu seɀaakaita iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usati, “Ndichamuitirawo zvaakandiitira; ndicharipira munhu uya zvaakaita.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usati kumunhu ndinoda kumuitira sezvaakandiitirawo ndichinotsivawo zvaakandiitira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usati, “Sezvaakandiitira, ndizvo zvandichamuitirawo; Ndicharipira munhu sezvaakaita iye.”
Shona 2009?
Usati, "Sezvaakandiitira, ndizvo zvandichamuitirawo; Ndicharipira munhu sezvaakaita iye."
Shona SUB 2002 Bible
Usati, “Sezvaakandiitira, ndizvo zvandichamuitirawo; Ndicharipira munhu sezvaakaita iye.”