Proverbs 24:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, wakaŋga waŋgomera minzwa cete; Munda wose wakaŋga wakafukidzwa norukato, Noruȿiŋgo rwawo rwamabge rwakaŋga rwakoromoka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
minzwa yakanga yamera pose pose, munda wakanga wafukidzwa nesora, uye rusvingo rwamabwe rwakanga rwakoromoka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wonei wakati ndu neminzwa pasi pakazara norukato. Rusvingo rwawo rwakanga rwakapazika
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, akanga angomera minzwa chete; Munda wose wakanga wakafukidzwa norukato, Norusvingo rwawo rwamabwe rwakanga rwakoromoka.
Shona 2009?
Tarirai, akanga angomera mhinzwa chete; Munda wose wakanga wakafukidzwa norukato, Norusvingo rwawo rwamabwe rwakanga rwakoromoka.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, akanga angomera minzwa chete; Munda wose wakanga wakafukidzwa norukato, Norusvingo rwawo rwamabwe rwakanga rwakoromoka.