Proverbs 24:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mufuŋgo woʋupenzi ɀiʋi; Muɗaɗi unonyaŋgadza ʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mufungo woupenzi chivi, uye vanhu vanonyangadzwa nomuseki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuronga kuita zvakaipa, chitadzo mushori anosemesa kuvanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mufungo woupenzi zvivi; Mudadi anonyangadza vanhu.
Shona 2009?
Mufungo woupenzi zvivi; Mudadi anonyangadza vanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Mufungo woupenzi zvivi; Mudadi anonyangadza vanhu.