Proverbs 25:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shoko rinotaurwa neŋguʋa yakafanira, Rakafanana namatamba endarama mumidziyo yesirveri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko rataurwa nenguva yakafanira rakafanana namaapuro egoridhe mumidziyo yesirivha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko rinotaurwa panguva yaro rakaita somufananidzo wemaapuru endarama wakakwenenzverwa mundiro yesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shoko rinotaurwa nenguva yakafanira, Rakafanana namatamba endarama mumidziyo yesirivha.
Shona 2009?
Shoko rinotaurwa nenguva yakafanira, Rakafanana namatamba endarama mumidziyo yesirivha.
Shona SUB 2002 Bible
Shoko rinotaurwa nenguva yakafanira, Rakafanana namatamba endarama mumidziyo yesirivha.