Proverbs 25:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wawana ʋuci here? Cidya ʋunokuriŋgana, Kuti urege kumiswa mŋoyo nabgo, ukaʋurutsa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana wawana uchi, idya hunokuringana chete, hukawandisa, ucharutsa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana wawana uchi ingodya hwakakwanirana ungadaro ukagutisa ukazorutsa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wawana uchi here? Chidya hunokuringana, Kuti urege kuzvimbirwa nahwo, ukahurutsa.
Shona 2009?
Wawana uchi here? Chidya hunokuringana, Kuti urege kuzvimbirwa nahwo, ukahurutsa.
Shona SUB 2002 Bible
Wawana uchi here? Chidya hunokuringana, Kuti urege kuzvimbirwa nahwo, ukahurutsa.