Proverbs 25:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unopupurira wokwake nhema, Wakafanana netȿimbo, nomunondo, nomuseʋe unopinza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Setsvimbo kana munondo kana museve unopinza, ndizvo zvakaita munhu anopa uchapupu hwenhema achipikisa muvakidzani wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anopupurira mumwe wake nhema wakafanana netsvimbo yehondo kana bakatwa kana museve wakapinza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu anopupurira wokwake nhema, Akafanana netsvimbo, nomunondo, nomuseve unopinza.
Shona 2009?
Munhu anopupurira wokwake nhema, Akafanana netsvimbo, nomunondo, nomuseve unopinza.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu anopupurira wokwake nhema, Akafanana netsvimbo, nomunondo, nomuseve unopinza.