Proverbs 25:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiko kukudzwa kwaMŋari kuti aʋanze cinhu; Asi kukudzwa kwamadzimambo ndiko kuti ʋanɀere mhaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kukudzwa kwaMwari kuviga chinhu; kunzvera nyaya ndiko kukudzwa kwamadzimambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna Mwari kuhwandisa zvinhu inotova mbiri kwaaari asi mbiri yamadzimambo, iri mukutsvakisisa zvinhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiko kukudzwa kwaMwari kuti avanze chinhu; Asi kukudzwa kwamadzimambo ndiko kuti vanzvere mhosva.
Shona 2009?
Ndiko kukudzwa kwaMwari kuti avanze chinhu; Asi kukudzwa kwamadzimambo ndiko kuti vanzvere mhosva.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiko kukudzwa kwaMwari kuti avanze chinhu; Asi kukudzwa kwamadzimambo ndiko kuti vanzvere mhosva.