Proverbs 25:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Somunhu unobvisa ŋguʋo kana kucitonhora, ʋuye sevinega kana iciiswa pasoda, Ndiɀo ɀakaita munhu unoimbira mŋoyo unorwadza nziyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Souya anokurura nguo musi unotonhora, kana sevhiniga inodururwa pasoda, ndizvo zvinoita uyo anoimbira nziyo kumwoyo unorwadziwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuimbira munhu akasuruvara kwakafanana nomunhu anobvisa bhachi pazuva rinotonhora kana kuisa vhiniga paronda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Somunhu anobvisa nguo kana kuchitonhora, uye sevhiniga kana ichiiswa pasoda, Ndizvo zvakaita munhu anoimbira mwoyo unorwadza nziyo.
Shona 2009?
Somunhu anobvisa nguvo kana kuchitonhora, uye sevhiniga kana ichiiswa pasoda, Ndizvo zvakaita munhu anoimbira moyo unorwadza nziyo.
Shona SUB 2002 Bible
Somunhu anobvisa nguo kana kuchitonhora, uye sevhiniga kana ichiiswa pasoda, Ndizvo zvakaita munhu anoimbira mwoyo unorwadza nziyo.