Proverbs 25:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀirinani kuti ʋati kwauri: Kwira pano, Pakuti uninipiswe pamberi pomucinda, Wawaʋona nameso ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri nani kuti ati kwauri, “Kwira pano,” pano kuti akunyadzise pamberi pavanhu vanoremekedzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviri nani kutaurirwa kuti, “Kwira kuno uku” pano kuzoiswa panzvimbo yapasi kana pava negurukota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zviri nani kuti vati kwauri, “Kwira pano,” Pakuti uninipiswe pamberi pomuchinda. Wawaona nameso ako
Shona 2009?
Nokuti zviri nani kuti vati kwauri, "Kwira pano," Pakuti uninipiswe pamberi pomuchinda. Wawaona nameso ako.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zviri nani kuti vati kwauri, “Kwira pano,” Pakuti uninipiswe pamberi pomuchinda. Wawaona nameso ako