Proverbs 26:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seɀinoita shiri pakupaparika kwayo, nenyeŋganyeŋga pakubururuka kwayo, Saiɀoɀo kutuka pasinemhoȿa hakuitiki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvinoita kadhimba pakubhururuka kwako, kana nyenganyenga pakubhururuka kwayo somuseve, saizvozvowo kutuka pasina mhosva hakuna zvakunoita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokubhabhama kunoita shiri uye sokubhururuka kunoita nyenganyenga ndozvakaita kurengerera rushambwa pasina chikonzero, hakubatirire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvinoita shiri pakupaparika kwayo, nenyenganyenga pakubhururuka kwayo, Saizvozvo kutuka pasina mhosva hakuitiki.
Shona 2009?
Sezvinoita shiri pakupaparika kwayo, nenyenganyenga pakubhururuka kwayo, Saizvozvo kutuka pasina mhosva hakuitiki.
Shona SUB 2002 Bible
Sezvinoita shiri pakupaparika kwayo, nenyenganyenga pakubhururuka kwayo, Saizvozvo kutuka pasina mhosva hakuitiki.