Proverbs 26:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoto unodzima nokushaiwa huni; Ʋuye kana kusinomuceri, gakaʋa rinopera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pasina huni moto unodzima; pasina makuhwa kukakavara kunopera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasina huni moto unodzima, pasinawo munhu wamakuhwa zvokupopotedzana zvinopera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Moto unodzima nokushaiwa huni; Uye kana kusina mucheri, gakava rinopera.
Shona 2009?
Moto unodzima nokushaiwa huni; Uye kana kusina mucheri, gakava rinopera.
Shona SUB 2002 Bible
Moto unodzima nokushaiwa huni; Uye kana kusina mucheri, gakava rinopera.