Proverbs 27:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usasiya shamŋari yako neshamŋari yaɓaɓa ʋako; Usaenda kumba kwomunuŋuna wako nezuʋa renhamo yako; Wokwako, uri pedyo, unopfuʋura munuŋuna uri kure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usarasa shamwari yako kana shamwari yababa vako, uye usangoenda kumba yehama yako kana wawirwa nedambudziko chete, muvakidzani ari pedyo ari nani kupfuura hama iri kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usarasane neshamwari yako kana shamwari yababa vako. Pazuva redambudziko rako usaende kumba yomukoma kana munun'una wako. Muvakidzani newe ari padyo ari nani pane mukoma kana munun'una ari kure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usasiya shamwari yako neshamwari yababa vako; Usaenda kumba kwomunun'una wako nezuva renhamo yako; Wokwako, ari pedyo, anopfuura munun'una uri kure.
Shona 2009?
Usasiya shamwari yako neshamwari yababa vako; Usaenda kumba komunun'una wako nezuva renhamo yako; Wokwako, ari pedo, anopfuura munun'una uri kure,
Shona SUB 2002 Bible
Usasiya shamwari yako neshamwari yababa vako; Usaenda kumba kwomunun'una wako nezuva renhamo yako; Wokwako, ari pedyo, anopfuura munun'una uri kure.