Proverbs 27:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waŋgu, iʋa wakacenjera, ufadze mŋoyo waŋgu; Kuti ndigone kupindura unondishoʋora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iva wakachenjera, mwanakomana wangu, ugofadza mwoyo wangu; ipapo ndichagona kupindura ani naani anondishora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iva munhu akangwara, mwanangu uite kuti mwoyo wangu ufare kuitira kuti ndiwane mhinduro kune anonditsoropodza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana wangu, iva wakachenjera, ufadze mwoyo wangu; Kuti ndigone kupindura anondishora.
Shona 2009?
Mwanakomana wangu, iva wakachenjera, ufadze moyo wangu; Kuti ndigone kupindura anondishora.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana wangu, iva wakachenjera, ufadze mwoyo wangu; Kuti ndigone kupindura anondishora.