Proverbs 27:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoropafadza shamŋari yake nenzwi guru, acifumira maŋgwanani, Ucanzi wakatukwa pamsoro paɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akafumira rungwanangwana kukwazisa muvakidzani wake achidaidzirisa zvichaonekwa sechituko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anokwazisa muvakidzani naye achiita zvokutomukira mangwanani-ngwanani achizhamba akafanana nomunhu anorengerera mumwe rushambwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anoropafadza shamwari yake nezwi guru, achifumira mangwanani, Achanzi wakatukwa pamusoro pazvo.
Shona 2009?
Anoropafadza shamwari yake nenzwi guru, achifumira mangwanani, Achanzi wakatukwa pamusoro pazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Anoropafadza shamwari yake nezwi guru, achifumira mangwanani, Achanzi wakatukwa pamusoro pazvo.