Proverbs 27:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoɗa kumudziʋisa, unodziʋisa mhepo; Ruʋoko rwake rworudyi rwakaɓata mafuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kumudzivisa zvakafanana nokudzivisa mhepo, kana kuchingidzira mafuta noruoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuedza kumuvigiridza kwakafanana nokuvigiridza mhepo kana munhurume kupfumbata mafuta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anoda kumudzivisa, anodzidzisa mhepo; Ruoko rwake rworudyi rwakabata mafuta.
Shona 2009?
Anoda kumudzivisa, anodzidzisa mhepo; Ruoko rwake rworudyi rwakabata mafuta.
Shona SUB 2002 Bible
Anoda kumudzivisa, anodzidzisa mhepo; Ruoko rwake rworudyi rwakabata mafuta.