Proverbs 27:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ibge rinorema, ʋuye jeca rinorema; Asi kutsamŋa kweɓenzi kunokurira ɀose nokurema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ibwe rinorema uye jecha mutoro, asi kudenhwa nebenzi kunorema kupfuura zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dombo rinorema, jecha rinorema asi hasha dzebenzi, dzinorema kupinda izvozvo zviri zviviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ibwe rinorema, uye jecha rinorema; Asi kutsamwa kwebenzi kunokurira zvose nokurema.
Shona 2009?
Ibwe rinorema, uye jecha rinorema; Asi kutsamwa kwebenzi kunokurira zvose nokurema.
Shona SUB 2002 Bible
Ibwe rinorema, uye jecha rinorema; Asi kutsamwa kwebenzi kunokurira zvose nokurema.