Proverbs 27:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya wakaguta unotsika pasi muȿi woʋuci; Asi mŋeya unenzara unoti ɀose ɀinozipa kunyaŋge ɀiciʋaʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo akaguta anovenga uchi, asi kune ane nzara kunyange zvinovava zvinozipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akaguta haadi kana uchi asi kune ane nzara kana zvinovava zvinotapira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wakaguta unotsika pasi musvi wouchi; Asi mweya une nzara unoti zvose zvinozipa kunyange zvichivava.
Shona 2009?
Mweya wakaguta unotsika pasi musvi wouchi; Asi mweya une nzara unoti zvose zvinozipa kunyange zvichivava.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wakaguta unotsika pasi musvi wouchi; Asi mweya une nzara unoti zvose zvinozipa kunyangwe zvichivava.