Proverbs 27:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mafuta neɀinonhuwira ɀinofadza mŋoyo; Ndiɀo ɀinoita ʋo kunaka kwoʋushamŋari bgomunhu kunobva pakuyanana kwemŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mafuta nezvinonhuwira zvinouyisa mufaro kumwoyo, uye kunaka kwoushamwari kunobva padzidziso dzake dzakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mafuta netunonhuwirira twokuzora tunofadza mwoyo ndozvakaita ushamwari hwakanaka pane umbimbindoga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mafuta nezvinonhuwira zvinofadza mwoyo; Ndizvo zvinoitawo kunaka kwoushamwari hwomunhu kunobva pakuyanana kwemweya.
Shona 2009?
Mafuta nezvinonhuhwira zvinofadza moyo; Ndizvo zvinoitawo kunaka koushamwari hwomunhu kunobva pakuyanana kwemweya.
Shona SUB 2002 Bible
Mafuta nezvinonhuwira zvinofadza mwoyo; Ndizvo zvinoitawo kunaka kwoushamwari hwomunhu kunobva pakuyanana kwemweya.