Proverbs 28:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unorashisa ʋakarurama ʋafambe nenzira yakaipa, Ucawira amene mugomba rake; Asi ʋakarurama ʋacagara nhaka yeɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anotungamirira vakarurama panzira yakaipa, achawira mumuteyo wake pachake, asi vasina mhosva vachagamuchira nhaka yakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anotsautsira mururami kunzira yakaipa anowira mugomba rake asi vanhu vasina mhaka vachawana nhaka yakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani anorashisa vakarurama vafambe nenzira yakaipa, Achawira amene mugomba rake; Asi vakarurama vachagara nhaka yezvakanaka.
Shona 2009?
Ani naani anorashisa vakarurama vafambe nenzira yakaipa, Achawira amene mugomba rake; Asi vakarurama vachagara nhaka yezvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani anorashisa vakarurama vafambe nenzira yakaipa, Achawira amene mugomba rake; Asi vakarurama vachagara nhaka yezvakanaka.