Proverbs 28:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofukidza kuɗarika kwake, haaŋgaʋi nomufaro; Asi unoɀireʋurura, aciɀirasha, ucawana nyasha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anofukidzira zvivi zvake haabudiriri, asi ani naani anozvireurura nokuzvirasa achawana nyasha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoviga unyangadzi hwake haabudiriri, asi anoreurura achisiyana nazvo anonzwirwa tsitsi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anofukidza kudarika kwake, haangavi nomufaro; Asi anozvireurura, achizvirasha, achawana nyasha.
Shona 2009?
Anofukidza kudarika kwake, haangavi nomufaro; Asi anozvireurura, achizvirasha, achawana nyasha.
Shona SUB 2002 Bible
Anofukidza kudarika kwake, haangavi nomufaro; Asi anozvireurura, achizvirasha, achawana nyasha.