Proverbs 28:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unogara acitya, unomufaro; Asi unowomesa mŋoyo wake, ucawira munjodzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaropafadzwa munhu anogara achitya Jehovha, asi uyo anoomesa mwoyo wake achawira mudambudziko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakomborerwa zvake munhu ane kakuzeza nguva dzose asi munhu anoomesa mwoyo achapinda nhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu anogara achitya, anomufaro; Asi anoomesa mwoyo wake, achawira munjodzi.
Shona 2009?
Munhu anogara achitya, anomufaro; Asi anoomesa moyo wake, achawira munjodzi.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu anogara achitya, ano mufaro; Asi anoomesa mwoyo wake, achawira munjodzi.