Proverbs 28:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucinda, unoshaiwa njere, unomanikidza ʋanhu ʋo ɀikuru; Asi unoʋeŋga kuciʋa, ucawedzera mazuʋa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mubati anoshusha haana njere, asi uyo anovenga pfuma yakapambwa achararama kwamakore mazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutongi asinganzwisisi munhu anobata vanhu noutsinye. Asi munhu anovenga kuwana zvinhu nenzira isiriyo anowana upenyu hurefu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchinda, anoshaiwa njere, anomanikidza vanhuwo zvikuru; Asi anovenga kuchiva, achawedzera mazuva ake.
Shona 2009?
Muchinda, anoshaiwa njere, anomanikidza vanhuwo zvikuru; Asi anovenga kuchiva, achawedzera mazuva ake.
Shona SUB 2002 Bible
Muchinda, anoshaiwa njere, anomanikidza vanhuwo zvikuru; Asi anovenga kuchiva, achawedzera mazuva ake.