Proverbs 28:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unorima munda wake, ucaʋa neɀokudya ɀizhinji; Asi unoʋaŋgira ɀisinamaturo, ucaʋa noʋurombo kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anorima munda wake achava nezvokudya zvakawanda, asi uyo anodzinganisana nezviroto achava nourombo hwakamufanira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anorima munda wake, anowana chokudya chakawanda asi munhu anotandana nezvisina maturo urombo huchamuwandira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anorima munda wake, achava nezvokudya zvizhinji; Asi unovangira zvisina maturo, uchava nourombo kwazvo.
Shona 2009?
Anorima munda wake, achava nezvokudya zvizhinji; Asi unovangira zvisina maturo, uchava nourombo kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Anorima munda wake, achava nezvokudya zvizhinji; Asi unovangira zvisina maturo, uchava nourombo kwazvo.