Proverbs 28:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemhaka yokuɗarika kwenyika, macinda ayo anowanda; Asi nomumŋe, unenjere neziʋo, icaramba iri’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana nyika ikapanduka, inova navatungumiri vakawanda, asi munhu anonzwisisa uye ane ruzivo anochengetedza runyararo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munyika mukapandukwa vatongi vanowanda asi kana muine munhu anonzwisisa ane ruzivo inoenderera mberi yakatsiga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemhaka yokudarika kwenyika, machinda ayo anowanda; Asi nomumwe, ane njere nezivo, icharamba iripo.
Shona 2009?
Nemhaka yokudarika kwenyika, machinda ayo anowanda; Asi nomumwe, ane njere nezivo, icharamba iripo.
Shona SUB 2002 Bible
Nemhaka yokudarika kwenyika, machinda ayo anowanda; Asi nomumwe, ane njere nezivo, icharamba iripo.