Proverbs 28:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutsaura ʋanhu hakuna‐kunaka; Nokuti munhu uŋgaɗarika nokuɗa kwecimeɗu ceciŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuita rusarura hakuna kunaka, asi kunyange zvakadaro munhu angaita zvakaipa kuti awane chimedu chechingwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rusarura rwakaipa, pamusana pechidimbu chechingwa munhu anotogona kuva wakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutsaura vanhu hakuna kunaka; Nokuti munhu angadarika nokuda kwechimedu chechingwa.
Shona 2009?
Kutsaura vanhu hakuna kunaka; Nokuti munhu angadarika nokuda kwechimedu chechingwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kutsaura vanhu hakuna kunaka; Nokuti munhu angadarika nokuda kwechimedu chechingwa.