Proverbs 28:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unoruciʋa, unoʋaŋgira fuma, Asiŋgaziʋi kuti ucawirwa nokushaiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anonyima ane shungu dzokuda kupfuma asingazivi kuti urombo hwakamugaririra.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anonyima anomhanyirira upfumi asi haazivi kuti achashaiwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu ano ruchiva, anovangira pfuma, Asingazivi kuti achawirwa nokushaiwa.
Shona 2009?
Munhu ano ruchiva, anovangira fuma, Asingazivi kuti achawirwa nokushaiwa.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu ano ruchiva, anovangira pfuma, Asingazivi kuti achawirwa nokushaiwa.