Proverbs 28:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoɓira ɓaɓa ʋake kana mai ʋake, aciti: Hakuzi kuɗarika, Uyu ishamŋari younoparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anobira baba kana mai vake achiti, “Hazvina kuipa,” ndiye shamwari youya anoparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anobira baba kana amai vake achiti hakusi kukanganisa ishamwari yemharadzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anobira baba vake kana amai vake, achiti, “Hakuzi kudarika,” Uyu ishamwari yoanoparadza.
Shona 2009?
Anobira baba vake kana amai vake, achiti, "Hakuzi kudarika," Uyu ishamwari yoanoparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Anobira baba vake kana amai vake, achiti, “Hakuzi kudarika,” Uyu ishamwari yoanoparadza.