Proverbs 28:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murombo, unofamba muɀokwaɗi yake, Unopfuʋura usakarurama unofamba nenzira mbiri, kunyaŋge akafuma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri nani kuva murombo ane mafambiro akarurama pane mupfumi ane nzira dzakatsauka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviri nani kuva murombo ari pachokwadi pane mupfumi ane tsika dzakanzvongama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murombo, anofamba muzvokwadi yake, Anopfuura asakarurama anofamba nenzira mbiri, kunyange akapfuma.
Shona 2009?
Murombo, anofamba muzvokwadi yake, Anopfuura asakarurama anofamba nenzira mbiri, kunyange akafuma.
Shona SUB 2002 Bible
Murombo, anofamba muzvokwadi yake, Anopfuura asakarurama anofamba nenzira mbiri, kunyangwe akapfuma.