Proverbs 28:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoceŋgeta murairo, mŋanakomana wakacenjera; Asi unofambidzana naʋanhu ʋanamadyo, unonyadzisa ɓaɓa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anochengeta murayiro mwanakomana akachenjera, asi anofambidzana navanhu vane madyo anonyadzisa baba vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana anochengeta mutemo ano ungwaru, anoshamwaridzana nemharadzi dzevana anonyadzisa baba vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anochengeta murayiro, mwanakomana akachenjera; Asi anofambidzana navanhu vana madyo, vanonyadzisa baba vake.
Shona 2009?
Anochengeta murayiro, mwanakomana akachenjera; Asi anofambidzana navanhu vana madyo, vanonyadzisa baba vake.
Shona SUB 2002 Bible
Anochengeta murairo, mwanakomana akachenjera; Asi anofambidzana navanhu vana madyo, vanonyadzisa baba vake.