Proverbs 29:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu wakarairwa kazhinji, aciwomesa mutsipa wake, Ucaparadzwa pakarepo, kusina‐ciŋgamuɓatsira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anoramba akaomesa mutsipa wake mushure mokutsiurwa kazhinji achaparadzwa nokukurumidza, kusina chingamubatsira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anotsiurwa kakawanda asinganzwi, achayerekana atyoka zvisingarapiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu akarairwa kazhinji, achiomesa mutsipa wake, Achaparadzwa pakarepo, kusina chingamubatsira.
Shona 2009?
Munhu akarairwa kazhinji, achiomesa mutsipa wake, Achaparadzwa pakarepo, kusina chingamubatsira.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu akarairwa kazhinji, achiomesa mutsipa wake, Achaparadzwa pakarepo, kusina chingamubatsira.