Proverbs 29:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shamhu nokuraira ɀinoʋuyisa ʋucenjeri; Asi mŋana waŋgoregwa hake unonyadzisa mai ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shamhu yokuranga inopa uchenjeri, asi mwana anosiyiwa akadaro achanyadzisa mai vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shamhu nokutsiura zvinopa ungwaru asi mwana akaregererwa anonyadzisa amai vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shamhu nokuraira zvinouyisa huchenjeri; Asi mwana wangoregwa hake anonyadzisa mai vake.
Shona 2009?
Shamhu nokuraira zvinouyisa huchenjeri; Asi mwana wangoregwa hake anonyadzisa mai vake.
Shona SUB 2002 Bible
Shamhu nokuraira zvinouyisa huchenjeri; Asi mwana wangoregwa hake anonyadzisa mai vake.