Proverbs 29:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋakaipa ʋowanda, kuɗarika kwowanda ʋo; Asi ʋakarurama ʋacaʋona kuwa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vakaipa vachiwanda, nezvivi zvinowandawo, asi vakarurama vachaona kuwa kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vakaipa vari ivo vari kutonga kutadza kunowanda, asi vakarurama vachavaona vachiputsika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vakaipa vowanda, kudarika kuwandawo; Asi vakarurama vachaona kuwa kwavo.
Shona 2009?
Kana vakaipa vowanda, kudarika kunowandawo; Asi vakarurama vachaona kuwa kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vakaipa vowanda, kudarika kuwandawo; Asi vakarurama vachaona kuwa kwavo.