Proverbs 29:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rairira mŋanakomana wako, agokuzorodza; Ɀirokwaɀo ucafadza mŋeya wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ranga mwanakomana wako, ipapo achakupa rugare; achauyisa mufaro kumweya wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzidzisa mwana wako, iye achakupa zororo achakufadza mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rairira mwanakomana wako, agokuzorodza; Zvirokwazvo achafadza mweya wako.
Shona 2009?
Rairira mwanakomana wako, agokuzorodza; Zvirokwazvo achafadza mweya wako.
Shona SUB 2002 Bible
Rairira mwanakomana wako, agokuzorodza; Zvirokwazvo achafadza mweya wako.