Proverbs 29:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu acirera muranda wake ɀakanaka kubva paʋuɗuku bgake, Pakupedzisira ucaɗa kuʋa mŋanakomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akaregerera muranda wake kubva paudiki, achazotarisira kodzero dzomwanakomana pakupedzisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akaregerera muranda kubvira pauduku hwake mushure mezvo anomugarira nhaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu achirera muranda wake zvakanaka kubva pahuduku hwake, Pakupedzisira achada kuva mwanakomana.
Shona 2009?
Kana munhu achirera muranda wake zvakanaka kubva pahuduku hwake, Pakupedzisira achada kuva mwanakomana.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu achirera muranda wake zvakanaka kubva pahuduku hwake, Pakupedzisira achada kuva mwanakomana.