Proverbs 29:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unoɗa ʋucenjeri, unofadza ɓaɓa ʋake; Asi unoshamŋaridzana neɀifeʋe, unorasha fuma yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anoda uchenjeri anouyisa mufaro kuna baba vake, asi anoshamwaridzana nechifeve anoparadza pfuma yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoda ungwaru anoita kuti baba vafare asi anoita ushamwari nezvifeve anozviparadzira upfumi hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani anoda uchenjeri, anofadza baba vake; Asi anoshamwaridzana nezvipfeve, anorasha pfuma yake.
Shona 2009?
Ani naani anoda uchenjeri, anofadza baba vake; Asi anoshamwaridzana nezvifeve, anorasha fuma yake.
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani anoda uchenjeri, anofadza baba vake; Asi anoshamwaridzana nezvipfeve, anorasha pfuma yake.