Proverbs 29:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakuɗarika kwomunhu wakashata panomusuŋgo; Asi wakarurama ucaimba nokufara kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akaipa anoteyiwa nezvivi zvake, asi munhu akarurama anogona kuimba uye agofara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muipi anoteyewa nechakaipa chake asi mururami anoimba achifara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakudarika kwomunhu akashata pano musungo; Asi wakarurama achaimba nokufara kwazvo.
Shona 2009?
Pakudarika komunhu akashata pano musungo; Asi wakarurama achaimba nokufara kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Pakudarika kwomunhu akashata pano musungo; Asi wakarurama achaimba nokufara kwazvo.