Proverbs 3:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waŋgu, usaɀidza kuraŋga kwaJehova; Usaneta nokuraira kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaJehovha, uye usatsamwira kutsiura kwake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanangu usashore kudzidziswa kwaunoitwa naTenzi kana kuneta nokukutsiura kwaanoita
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaJehovha; Usaneta nokuraira kwake.
Shona 2009?
Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaJehovha; Usaneta nokuraira kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaJehovha; Usaneta nokuraira kwake.