Proverbs 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova unoraira muɗikanwa wake; Seɀinoita ɓaɓa mŋanakomana waʋo waʋanofarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti Jehovha anoranga avo vaanoda, sababa nomwanakomana wavanofarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi anotsiura wavanoda sezvinoita baba mwana waanoda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha anoraira mudikanwa wake; Sezvinoita baba mwanakomana wavo wavanofarira.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha anoraira mudikamwa wake; Sezvinoita baba mwanakomana wavo wavanofarira.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha anoraira mudikanwa wake; Sezvinoita baba mwanakomana wavo wavanofarira.