Proverbs 3:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakateya pasi noʋucenjeri; Wakasimbisa kuɗeŋga‐ɗeŋga nenjere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nouchenjeri Jehovha akateya nheyo dzenyika, nokunzwisisa akaisa matenga munzvimbo dzawo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Noungwaru Tenzi akadzika ugaro hwapasi akamisawo nokunzwisisa kwake denga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akateya pasi nouchenjeri; Wakasimbisa kudenga-denga nenjere.
Shona 2009?
Jehovha akateya pasi nouchenjeri; Wakasimbisa kudenga-denga nenjere.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akateya pasi nouchenjeri; Wakasimbisa kudenga–denga nenjere.